Dzimbakopa.

Dzimbakopa Ramangwana

dzimbakopa
Ruwisi.K

dzimbakopa
dzimbakopa

Dzimbakopa ikoparetifu inobatsira iwe murimi nemhuri yako kuti hupenyu huvenani. Dzimbakopa ndiwe murimi ihomwe yako. Iyi koparetifu inoda kuti mwana wamangwana asarasika vamwe vanoyenda kumhiri vasingadzoke. Dzimbakopa hayisi yemunhu wese kana murimi wese kana muvaki wese, ikoparetifu yevanoda kuchengetedza magariro edu nehutanho hwemasango enyika , ikoparetifu yevarimi. Masango anehutano asingaunze zvirwere kumhuka. Dzimbakopa inobatika pakero inoti konsavhesheni [ ku ] dzimbakopa.cc


Dzimbakopa..

Dzimbakopa nebudiriro

Sayimoni.H
Sayimoni.H

Kuchengetedza Nyika

dzimbakopa
Ruwisi.K