Kuchengetedza Nyika

Ruwisi.K


Ruwisi.K

Dzimbakopa igungano rinoyisa magariro evanhu pamberi. Dzimbakopa igungano rinochengetedza mhuka masango nenzisi kuti hupenyu hwemhuka ne vanhu huve ne hutano. Dzimbakopa haingovaki dzimba pese pese , dzimba dzinovakwa pakakodzera uye dzinovakwa ne zvivakiso zvisingaurayi magariro evanhu kana mhuka kana shiri. Chinangwa che dzimbakopa kugadzirisa remangwana kuti njodzi dziiteshoma ingave mvura inonaya zvakapfurikidza kana kushaikwa zvachose. Dzimbakopa inobatika pa kero inoti dkopa2080 [ku] dzimbakopa.cc